Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 3:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Asi iwe, mŋanakomana womunhu, tarira, ʋacaʋuya neɀisuŋgo kwauri, ʋacakusuŋga naɀo, kuti urege kuɓuɗira pakati paʋo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Asi iwe, Mwanakomana womunhu, tarira, vachauya nezvisungo kwauri, vachakusunga nazvo, kuti urege kubudira pakati pavo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Iwe mwanakomana womunhu uchasungwa netambo zvokutadza kubuda mukati mavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Iwe mwanakomana womunhu uchasungwa netambo zvokutadza kubuda mukati mavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Zvino iwe, mwanakomana womunhu, vachakusunga netambo; uchasungwa zvokuti haungabudi uchienda kuvanhu.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 3:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy