Ezekieri 3:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋuye ɀe, kana munhu wakarurama akatsauka pakururama kwake, akaita ɀakaipa, ini ndikaisa cigumbuso pamberi pake, ucafa; ɀausina‐kumunyeʋera, ucafira muɀiʋi ɀake; ɀakarurama ɀaakaita haɀiŋgaraŋgarirwi, asi ropa rake ndicaribvunza paruʋoko rwako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Uyezve, kana munhu akarurama akatsauka pakururama kwake, akaita zvakaipa, ini ndikaisa chigumbuso pamberi pake, achafa; zvausina kumunyevera, achafira muzvivi zvake; zvakarurama zvaakaita hazvingarangarirwi, asi ropa rake ndicharibvunza paruoko rwako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Uyezve kana munhu akarurama akatsauka pakururama kwake akaita zvakaipa, ini ndikamuisira chibingamupinyi achafa pamusana pokuti unenge usina kumupa yambiro achafira chitadzo chake ichocho, mabasa ake akarurama aya aakamboita haazomborangarirwa, asi mhosva yokudeuka kweropa rake ndichaipa iwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 “Uyezve kana munhu akarurama akatsauka pakururama kwake akaita zvakaipa, ini ndikamuisira chibingamupinyi achafa pamusana pokuti unenge usina kumupa yambiro achafira chitadzo chake ichocho, mabasa ake akarurama aya aakamboita haazomborangarirwa, asi mhosva yokudeuka kweropa rake ndichaipa iwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 “Zvakare, kana munhu akarurama akatsauka pakururama kwake uye akaita zvakaipa, ini ndikaisa chigumbuso pamberi pake, achafa. Sezvo usina kumuyambira, iye achafa nokuda kwechivi chake. Zvakarurama zvaakaita hazvizorangarirwi, uye iwe uchava nemhosva yeropa rake. Viz kapitola |