Ezekieri 3:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ipapo ndakashamisa muromo waŋgu, iye akandidyisa rugwaro rwakapetwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Ipapo ndakashamisa muromo wangu, iye akandidyisa rugwaro rwakapetwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Saizvozvo ndakashama muromo akandipa bhuku rokumononora kuti ndidye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Saizvozvo ndakashama muromo akandipa bhuku rokumononora kuti ndidye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Saka ndakashama muromo wangu, iye akandipa rugwaro kuti ndidye. Viz kapitola |