Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 3:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Kana ini ndikati kunowakaipa: Ɀirokwaɀo ucafa, iwe ukasamunyeʋera, kana kutaura ɀinonyeʋera wakaipa panzira yake yakaipa, kuti aponese ʋupenyu bgake, munhu uyu wakaipa ucafira muɀakaipa ɀake, asi ropa rake ndicaribvunza paruʋoko rwako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 “Kana ini ndikati kuno akaipa, ‘Zvirokwazvo uchafa,’ iwe ukasamunyevera, kana kutaura zvinonyevera akaipa panzira yake yakaipa, kuti aponese upenyu hwake, munhu uyu akaipa achafira muzvakaipa zvake, asi ropa rake ndicharibvunza paruoko rwako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Kana ndikati akaipa, uchafa, zvirokwazvo iwe ukarega kumuyambira kana kunyevera akaipa kuti akande pasi nzira yake yakaipa kuitirawo kuti azviponese upenyu, munhu akaipa iyeyo achafira muuipi hwake, asi mhosva yokudeuka kweropa rake ndinoipa iwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Kana ndikati kumunhu akaipa, ‘Uchafa zvirokwazvo,’ iwe ukasamuyambira kana kutaura uchimunyevera panzira dzake dzakaipa kuti uponese mweya wake, munhu uye akaipa achafa nokuda kwechivi chake, asi ropa rake ndicharibvunza pamusoro pako.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 3:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy