Ezekieri 3:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino mazuʋa manomŋe akati apera, shoko raJehova rikaȿika kwandiri riciti: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Zvino mazuva manomwe akati apera, shoko raJehovha rikasvika kwandiri richiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kuzoti kwapera mazuva manomwe, shoko raTenzi rakauya kwandiri rikati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Kuzoti kwapera mazuva manomwe, shoko raTenzi rakauya kwandiri rikati, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Shure kwokupera kwamazuva manomwe, shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, Viz kapitola |