Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 3:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ipapo Mŋeya wakandisimudza, ndokundibvisa’po; ndikaenda ndineshuŋgu, mŋeya waŋgu wakatsamŋa; ruʋoko rwaJehova rwakaŋga ruri pamsoro paŋgu nesimba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Ipapo Mweya wakandisimudza, ndokundibvisapo; ndikaenda ndine shungu, mweya wangu wakatsamwa; ruoko rwaJehovha rwakanga ruri pamusoro pangu nesimba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Mweya wakandisumudza mudenga saizvozvo akaenda neni ndikaenda mweya wangu uchishungurudzwa kwazvo neshungu. Izvozvo simba roruoko rwaTenzi rakandibata kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Mweya wakandisumudza mudenga saizvozvo akaenda neni ndikaenda mweya wangu uchishungurudzwa kwazvo neshungu. Izvozvo simba roruoko rwaTenzi rakandibata kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Ipapo Mweya wakandisimudza ukandiendesa kure uye ndakaenda ndine shungu ndakatsamwa pamweya wangu, uye ruoko rune simba rwaJehovha rwuri pamusoro pangu.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 3:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy