Ezekieri 3:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ndikanzwa mubvumo wamapapiro eɀipenyu, acigunɀana, nomubvumo wamakumbo eŋgoro kumatiʋi aɀo, uri mubvumo wokuwuŋga kukuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ndikanzwa mubvumo wamapapiro ezvipenyu, achigunzvana, nomubvumo wamakumbo engoro kumativi azvo, uri mubvumo wokuunga kukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Izvozvo kwakanga kuri kubhabhama kwemapapiro achirovana ezvisikwa zvipenyu zviya, uyewo nokuriridza kwamavhiri aya pamativi azvo kwaidhiriridza sokundengendeka kukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Izvozvo kwakanga kuri kubhabhama kwemapapiro achirovana ezvisikwa zvipenyu zviya, uyewo nokuriridza kwamavhiri aya pamativi azvo kwaidhiriridza sokundengendeka kukuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Uye ndakanzwa mubvumo wamapapiro ezvisikwa zvipenyu aigunzvana uye nomubvumo wamavhiri parutivi rwazvo, achirira zvikuru. Viz kapitola |