Ezekieri 3:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ipapo Mŋeya wakandisimudza, ndikanzwa shure kwaŋgu mubvumo wokuwuŋga kukuru, ɀiciti: Kubginya kwaJehova ŋgakurumbidzwe panɀimbo yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ipapo Mweya akandisimudza, ndikanzwa shure kwangu mubvumo wokuunga kukuru, zvichiti, “Kubwinya kwaJehovha ngakurumbidzwe panzvimbo yake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ipapo Mweya wakandisumudza, ndikabva ndanzwa mushure mangu kudhiriridza kukuru kwokundengendeka zvichinzi, “Mbiri yaMwari ngairumbidzwe munzvimbo yake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ipapo Mweya wakandisumudza, ndikabva ndanzwa mushure mangu kudhiriridza kukuru kwokundengendeka zvichinzi, “Mbiri yaMwari ngairumbidzwe munzvimbo yake.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ipapo mweya wakandisimudza, ndikanzwa shure kwangu inzwi rokuunga kukuru richiti, “Kubwinya kwaJehovha ngakurumbidzwe munzvimbo yaanogara!” Viz kapitola |