Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 29:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ʋakati ʋaciɓata ruʋoko rwako, iwe ukavunika, ukatsemura mafudzi aʋo ose; ʋakati ʋacisendama pamsoro pako, iwe ukavunika, ukamisa ɀiʋuno ɀaʋo ɀiri ɀoga.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Vakati vachibata ruoko rwako, iwe ukavhunika, ukatsemura mafudzi avo ose; vakati vachisendama pamisoro pako, iwe ukavhunika, ukamisa zviuno zvavo zviri zvoga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Pavakakubata muruoko wakabva watyoka ukabvarura mapfudzi avo ose. Pavakazendama newe, wakabva watyoka ukaita kuti vatyoke musana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Pavakakubata muruoko wakabva watyoka ukabvarura mapfudzi avo ose. Pavakazendama newe, wakabva watyoka ukaita kuti vatyoke musana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Vakati vachikubata namaoko avo, iwe ukatsemuka, ukabvarura mapfudzi avo; pavakasendamira pauri, wakavhunika misana yavo ndokuminama.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 29:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy