Ezekieri 29:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Mŋanakomana womunhu, Nebukadrezari mambo weBabironi, wakaɓatisa hondo yake ɓasa guru rokurwa neTire; misoro yose yakaȿotorwa namafudzi ose akaȿuʋuka; kunyaŋge ɀakaɗaro iye nehondo yake haʋana‐kupiwa muɓairo neTire pamsoro peɓasa raakaɓata acirwa naʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 “Mwanakomana womunhu, Nebhukadhirezari mambo weBhabhironi, wakabatisa hondo yake basa guru rokurwa neTire; misoro yose yakasvotorwa namafudzi ose akasvuuka; kunyange zvakadaro iye nehondo yake havana kupiwa mubayiro neTire pamusoro pebasa raakabata achirwa navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 “Iwe mwanakomana womunhu, Nebhukadhireza mambo weBhabhironi akaita kuti hondo yake irwise Tire zvakaomarara, vanhu vose vakasvuuka musoro, mapfudzi avo akasvauka asi iye nehondo yake havana chavakawana pakurwisa kwavo ikoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 “Iwe mwanakomana womunhu, Nebhukadhireza mambo weBhabhironi akaita kuti hondo yake irwise Tire zvakaomarara, vanhu vose vakasvuuka musoro, mapfudzi avo akasvauka asi iye nehondo yake havana chavakawana pakurwisa kwavo ikoko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 “Mwanakomana womunhu, Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi akabatisa hondo yake basa guru rokurwa neTire; musoro mumwe nomumwe wakasvuurwa uye pfudzi rimwe nerimwe rakasvotorwa. Kunyange zvakadaro iye nehondo yake havana kuwana mubayiro pamusoro pebasa ravakaita achirwa naro. Viz kapitola |