Ezekieri 28:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋacakuɓurusira kugomba; ucafa norufu rwaʋanoʋurawa mumŋoyo wamakuŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Vachakuburusira kugomba; uchafa norufu rwavanourawa mumwoyo wamakungwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vachakukanda mugomba, uchafa rufu rwokupondwa mukatikati memakungwa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vachakukanda mugomba, uchafa rufu rwokupondwa mukatikati memakungwa.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vachakuburutsira kugomba, uye uchafa rufu runorwadza pakati pomwoyo wamakungwa. Viz kapitola |