Ezekieri 28:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 naiɀoɀo tarira, ndinoʋuyisa ʋatorwa pamsoro pako, iʋo ʋanotyisa pakati pamarudzi ose; ʋacavomorera kunaka kwoʋucenjeri bgako minondo yaʋo, ʋacaȿiɓisa kubginya kwako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 naizvozvo tarira, ndinouyisa vatorwa pamusoro pako, ivo vanotyisa pakati pamarudzi ose; vachavhomorera kunaka kwohuchenjeri hwako minondo yavo, vachasvibisa kubwinya kwako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 naizvozvo chirega uone, ndichakuunzira vatorwa pauri, vanhu vakaipa mwoyo pamarudzi ose. Vachaburitsira bakatwa ravo voparadza runako rwoungwaru hwako uye vagosvibisa iyo mbiri yako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 naizvozvo chirega uone, ndichakuunzira vatorwa pauri, vanhu vakaipa mwoyo pamarudzi ose. Vachaburitsira bakatwa ravo voparadza runako rwoungwaru hwako uye vagosvibisa iyo mbiri yako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 ndava kuzouyisa vatorwa kuti vazokurwisa, rudzi rwakaipisisa pakati pendudzi dzose, vachavhomora minondo yavo kuti varwise kunaka nokuchenjera kwako, vagosvibisa kupenya kwokubwinya kwako. Viz kapitola |