Ezekieri 28:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 wakawedzera fuma yako noʋucenjeri bgako ʋukuru ʋuye nokushambadzira kwako, mŋoyo wako ukaɀikudza nokuɗa kwefuma yako; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 wakawedzera pfuma yako nohuchenjeri hwako hukuru uye nokushambadzira kwako, mwoyo wako ukazvikudza nokuda kwepfuma yako; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 nouchenjeri hwako hwakadzama mumhindu dzokutengeserana ukawedzera upfumi hwako ukava nomwoyo wokuzvikudza mukupfuma kwako ikoko, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 nouchenjeri hwako hwakadzama mumhindu dzokutengeserana ukawedzera upfumi hwako ukava nomwoyo wokuzvikudza mukupfuma kwako ikoko, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Wakawanza pfuma yako nouchenjeri hwako hwokutengesa, uye nokuda kwepfuma yako mwoyo wako wakazvikudza. Viz kapitola |