Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 28:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 wakaɀiwanira fuma noʋucenjeri bgako ʋuye nokuziʋa kwako, ukaɀiwanira ndarama nesirveri muɀiʋigiro ɀefuma yako;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 wakazviwanira pfuma nohuchenjeri hwako uye nokuziva kwako, ukazviwanira ndarama nesirivha muzvivigiro zvepfuma yako;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 noungwaru hwako nokunzwisisa kwako wakazviwaniraka upfumi iwe ukazviunganidzira ndarama nesirivha munzvimbo dzako dzaunochengetera upfumi iwe;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 noungwaru hwako nokunzwisisa kwako wakazviwaniraka upfumi iwe ukazviunganidzira ndarama nesirivha munzvimbo dzako dzaunochengetera upfumi iwe;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Wakazviwanira pfuma nouchenjeri hwako nokunzwisisa kwako, uye wakazviunganidzira goridhe nesirivha muzvivigiro zvepfuma yako.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 28:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy