Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 14:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 ndicarinzira munhu uyo ciso caŋgu ndimuitire ɀakaipa, ndicamuita cishamiso neciratidzo neshumo, ndicamubvisa pakati paʋanhu ʋaŋgu; ɀino mucaziʋa kuti ndini Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 ndicharinzira munhu uyo chiso changu ndimuitire zvakaipa, ndichamuita chishamiso nechiratidzo netsumo, ndichamubvisa pakati pavanhu vangu; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ndichanyatsoonana naye ndimuite muenzaniso uye setsumo ndimutsakatise pakati pevanhu vangu mugozoziva kuti ini ndini Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Ndichanyatsoonana naye ndimuite muenzaniso uye setsumo ndimutsakatise pakati pevanhu vangu mugozoziva kuti ini ndini Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ndicharinzira chiso changu pamusoro pomunhu uyo kuti ndimurwise uye ndichamuita muenzaniso netsumo. Ndichamubvisa pakati pavanhu vangu. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 14:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy