Ezekieri 14:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 kuti ndiɓate imba yaIsraeri mumŋoyo yaʋo, nokuti ʋaʋa ʋatorwa kwandiri nemhaka yeɀifananidzo ɀaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 kuti ndibate imba yaIsiraeri mumwoyo yavo, nokuti vava vatorwa kwandiri nemhaka yezvifananidzo zvavo.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Chandichadariro ndechokuti ndibate mwoyo yevemba yaIsiraeri vose vakasiyana neni pamusana pezvifananidzo zvavo zvokunamata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Chandichadariro ndechokuti ndibate mwoyo yevemba yaIsiraeri vose vakasiyana neni pamusana pezvifananidzo zvavo zvokunamata. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ndichaita izvi kuti ndibatezve mwoyo yavanhu veIsraeri, ivo vakandisiya vose kuti vatevere zvifananidzo zvavo.’ Viz kapitola |