Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 14:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Mŋanakomana womunhu, ʋanhu aʋa ʋakapinza ɀifananidzo ɀaʋo mumŋoyo yaʋo, nokuisa cigumbuso ceɀakaipa ɀaʋo pamberi paʋo; ɀino ndiŋgatoŋgotenda kubvunzwa naʋo here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 “Mwanakomana womunhu, vanhu ava vakapinza zvifananidzo zvavo mumwoyo yavo, nokuisa chigumbuso chezvakaipa zvavo pamberi pavo; zvino ndingatongotenda kubvunzwa navo here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 “Iwe mwanakomana womunhu varume ava vakatorwa mwoyo nezvifananidzo zvavo zvokunamata vakazviisira chibingamupinyi chouipi hwavo mberi kwavo. Ndipo pandingazorega here vachidai kuuya kuneni kuzonzwa kuti ndinoti kudii?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 “Iwe mwanakomana womunhu varume ava vakatorwa mwoyo nezvifananidzo zvavo zvokunamata vakazviisira chibingamupinyi chouipi hwavo mberi kwavo. Ndipo pandingazorega here vachidai kuuya kuneni kuzonzwa kuti ndinoti kudii?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 “Mwanakomana womunhu, ava vanhu vakaisa zvifananidzo mumwoyo yavo vakaisa zvigumbuso zvakaipa pamberi pavo. Ndingavatendera kuti vatombondibvunza here?

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 14:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy