Ezekieri 14:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kana ndikafambisa ɀikara munyika, ɀikaipedzera ʋana, ikaitwa ɗoŋgo, kukasaʋa nomunhu uŋgagona kufamba’mo nemhaka yeɀikara; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 “Kana ndikafambisa zvikara munyika, zvikaipedzera vana, ikaitwa dongo, kukasava nomunhu angagona kufambamo nemhaka yezvikara; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Kanawo ndikaita kuti zvikara zvipinde nomunyika zvikaiparadza ikasara yangoitwa nyika zvayo isina chinhu zvokutoshaya kana nomumwe unodimura nomo zvichikonzerwa nezvikara izvozvo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 “Kanawo ndikaita kuti zvikara zvipinde nomunyika zvikaiparadza ikasara yangoitwa nyika zvayo isina chinhu zvokutoshaya kana nomumwe unodimura nomo zvichikonzerwa nezvikara izvozvo, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “Kana dai ndikatumira zvikara munyika imomo, izvo zvikaisiya isina kana mwana uye ikazoparadzwa zvokuti pashayikwe anopfuura nomo nokuda kwezvikara, Viz kapitola |