Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 14:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 kunyaŋge ʋanhu aʋa ʋatatu, Noa naDanieri naJobo, ʋakaʋa’mo, ʋaŋgarwira mŋeya yaʋo yoga nokururama kwaʋo — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 kunyange vanhu ava vatatu, Noa naDhanieri naJobho, vakavamo, vangarwira mweya yavo yoga nokururama kwavo,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 kunyange zvazvo varume vatatu ava vanoti Nowa naDhanieri naJobhu vaivamo, chavaikwanisa chete kungozvinunura upenyu noururami hwavo ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 kunyange zvazvo varume vatatu ava vanoti Nowa naDhanieri naJobhu vaivamo, chavaikwanisa chete kungozvinunura upenyu noururami hwavo ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 kunyange dai varume vatatu ava, Noa, Dhanieri naJobho, vaiva mairi vaingogona kuzviponesa ivo pachavo nokuda kwokururama kwavo, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 14:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy