Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 13:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Hamuna‐kukwira mucipinda pakakoromorwa, kana kugadzira ruȿiŋgo rweimba yaIsraeri, kuti mumire pakurwa pazuʋa raJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Hamuna kukwira muchipinda pakakoromorwa, kana kugadzira rusvingo rweimba yaIsiraeri, kuti mumire pakurwa pazuva raJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Hamuna imi kukwira kunzvimbo dzakakoromoka kana kuvakirira norusvingo imba yaIsiraeri kuitira kuti igonewo kurwisa muhondo pazuva raTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Hamuna imi kukwira kunzvimbo dzakakoromoka kana kuvakirira norusvingo imba yaIsiraeri kuitira kuti igonewo kurwisa muhondo pazuva raTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Hamuna kukwira pakakoromoka porusvingo kuti mupagadzirire imba yaIsraeri, kuti igomira yakasimba pahondo pazuva raJehovha.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 13:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy