Ezekieri 12:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Unofanira kuɓuɗisa nhumbi dzako masikati ʋaciɀiʋona, dziite senhumbi dzokutama nadzo; ɀino maɗekwana iwe umene unofanira kuɓuɗa ʋaciɀiʋona, seɀinoita ʋanhu kana ʋotama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 “Unofanira kubudisa nhumbi dzako masikati vachizviona, dziite senhumbi dzokutama nadzo; zvino madekwana iwe umene unofanira kubuda vachizviona, sezvinoita vanhu kana votama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Unofanira kuburitsa midziyo yako semidziyo yenhapwa masikati machena ivo vachiona. Iwe unofanira kuzoenda kumanheru ivo vachiona sezvinoitwa navanhu vanenge vachienda kuutapwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Unofanira kuburitsa midziyo yako semidziyo yenhapwa masikati machena ivo vachiona. Iwe unofanira kuzoenda kumanheru ivo vachiona sezvinoitwa navanhu vanenge vachienda kuutapwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Masikati chaiwo, vakatarira, iwe budisa nhumbi dzako dzakarongedzerwa kutama. Ipapo panguva yamadekwana, ivo vakatarira, buda iwe sezvinoita vaya vanoenda muutapwa. Viz kapitola |