Ezekieri 11:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ini ndicakuɓuɗisai mukati maro, ndicakuisai mumaʋoko aʋatorwa, ndicaita ɀandakatoŋga pakati penyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Ini ndichakubudisai mukati maro, ndichakuisai mumaoko avatorwa, ndichaita zvandakatonga pakati penyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndichakuburitsai mukati maro ndichikuisai mumaoko mevechirudzi ndichiita zvandakatema kuita kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndichakuburitsai mukati maro ndichikuisai mumaoko mevechirudzi ndichiita zvandakatema kuita kwamuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ndichakubudisai kunze kweguta ndigokuisai mumaoko avatorwa uye ndichakurangai. Viz kapitola |