Ezekieri 11:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ipapo Mŋeya waJehova wakawira pamsoro paŋgu, akati kwandiri: Taura, uti: Ɀanzi naJehova: Ndiɀo ɀamakataura, imi imba yaIsraeri; nokuti ndinoziʋa ɀamunofuŋga mumiraŋgariro yenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Ipapo Mweya waJehovha wakawira pamusoro pangu, akati kwandiri, “Taura, uti, ‘Zvanzi naJehovha, ndizvo zvamakataura, imi imba yaIsiraeri; nokuti ndinoziva zvamunofunga mundangariro dzenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mweya waTenzi wakauya pandiri akati kwandiri iti zvanzi naTenzi, “Imi vemba yaIsiraeri, heya ndozvamuri kufunga izvi. Chiripo ndechokuti zvinouya mumusoro menyu ini ndinozviziva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mweya waTenzi wakauya pandiri akati kwandiri iti zvanzi naTenzi, “Imi vemba yaIsiraeri, heya ndozvamuri kufunga izvi. Chiripo ndechokuti zvinouya mumusoro menyu ini ndinozviziva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ipapo Mweya waJehovha wakauya pamusoro pangu, iye akanditaurira kuti nditi: “Zvanzi naJehovha: Ndizvo zvamunotaura, imi imba yaIsraeri, asi ndinoziva zvamunofunga mundangariro dzenyu. Viz kapitola |