Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 11:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 ʋanoti: Ŋguʋa icigere kusweɗera yokuʋaka dzimba, guta rino igate, isu tiri nyama.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 vanoti, ‘Nguva ichigere kuswedera yokuvaka dzimba, guta igate, isu tiri nyama.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 vachifurira vanhu kuti, ‘Nguva yokuvaka dzimba haisati yasvika. Iro guta rino ndiro bhodho, isu ndisu nyama yacho.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 vachifurira vanhu kuti, ‘Nguva yokuvaka dzimba haisati yasvika. Iro guta rino ndiro bhodho, isu ndisu nyama yacho.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Vanoti, ‘Ko, nguva haisati yasvika here yokuvaka dzimba? Guta rino ihari yokubikira, uye isu tisu nyama.’

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 11:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy