Ezekieri 10:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino makerubi akaŋga amire parutiʋi rworudyi rweimba, paŋguʋa yokupinda kwomurume uyu; gore rikazadza ruʋazhe rwomukati. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino makerubhi akanga amire parutivi rworudyi rweimba, panguva yokupinda kwomurume uyu; gore rikazadza ruvanze rwomukati. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Izvozvo makerubhu aiva amire kumaodzanyemba kwemba iyoyo pakapindamo munhu uya; gore rakazadza nhandare iya yomukatikati. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Izvozvo makerubhu aiva amire kumaodzanyemba kwemba iyoyo pakapindamo munhu uya; gore rakazadza nhandare iya yomukatikati. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Zvino makerubhi akanga akamira parutivi rwezasi kwetemberi murume paakapinda, uye gore rakazadza ruvazhe rwomukati. Viz kapitola |