Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 1:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Seɀakaita muraraʋuŋgu uri mugore nezuʋa remvura, ndiɀo ɀakaŋga ɀakaita kubginya pakuʋonekwa kwabgo kumatiʋi ose. Ndiɀo ɀakaŋga ɀakaita kubginya kwaJehova. Ɀino ndakati ndiciɀiʋona, ndikawira pasi neciso caŋgu, ndikanzwa inzwi romumŋe wakaŋga acitaura.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Sezvakaita murarawungu uri mugore nezuva remvura, ndizvo zvakanga zvakaita kubwinya pakuonekwa kwahwo kumativi ose. Ndizvo zvakanga zvakaita kubwinya kwaJehovha. Zvino ndakati ndichizviona, ndikawira pasi nechiso changu, ndikanzwa izwi romumwe akanga achitaura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Sezvakangoita muraraungu mumakore pamusi wemvura ndokuonekwa kwaita chiedza kutenderera. Ikoku ndokutarisika kwaiita kupenya kokuvapo kwaTenzi. Zvino ini pandakakuona ndakati pasi zvambarara ndikabva ndanzwa izwi romumwe aitaura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Sezvakangoita muraraungu mumakore pamusi wemvura ndokuonekwa kwaita chiedza kutenderera. Ikoku ndokutarisika kwaiita kupenya kokuvapo kwaTenzi. Zvino ini pandakakuona ndakati pasi zvambarara ndikabva ndanzwa izwi romumwe aitaura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Sezvakaita muraravungu uri mumakore pazuva rokunaya kwemvura, izvozvo, ndizvo zvakanga zvakaita kubwinya kwakanga kwakamukomberedza. Izvi ndizvo zvakanga zvakaita kuonekwa kwokubwinya kwaJehovha. Pandakazviona izvozvo, ndakawira pasi nechiso changu, ndikanzwa inzwi romumwe akanga achitaura.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 1:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy