Online Bible

- Reklamy -




Estere 9:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ipapo mambo akati kunaʋahosi Estere: ƲaJuda ʋaʋuraya nokuparadza paShushani nhare yamambo, ʋarume ʋanamazana mashanu, naʋanakomana ʋanegumi ʋaHamani; ndoɗa ɀaʋakaita kunamamŋe matiʋi enyika yamambo! Ɀino cinyiko caunonyeŋgetera? Ucaɀipiwa. Kana cinyiko caunokumbira ɀino? Ɀicaitwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Ipapo mambo akati kuna vahosi Esiteri, “VaJudha vauraya nokuparadza paShusha nhare yamambo, varume vana mazana mashanu, navanakomana vane gumi vaHamani; ndoda zvavakaita kuna mamwe mativi enyika yamambo! Zvino chinyiko chaunonyengetera? Uchazvipiwa. Kana chinyiko chaunokumbira zvino? Zvichaitwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Mambo akati kuna vahosi Esita, “Muguta reSusa muno, guta guru romuzinda wamambo, vaJudha vauraya mazana mashanu avanhu uyewo gumi ravana vaHamani vakomana, ko kutozoti kune dzimwe nyika dzose dzamambo! Zvino chichemo chamuchinacho ndechipi? Munozviitirwa chete. Ko chimwe chamungade kukumbira ipapa chii? Zvinofanira kuti zviitwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Mambo akati kuna vahosi Esita, “Muguta reSusa muno, guta guru romuzinda wamambo, vaJudha vauraya mazana mashanu avanhu uyewo gumi ravana vaHamani vakomana, ko kutozoti kune dzimwe nyika dzose dzamambo! Zvino chichemo chamuchinacho ndechipi? Munozviitirwa chete. Ko chimwe chamungade kukumbira ipapa chii? Zvinofanira kuti zviitwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Mambo akati kuna Esteri, “VaJudha vauraya uye vaparadza mazana mashanu avarume uye vanakomana gumi vaHamani munhare yeShushani. Vaitei kune dzimwe nzvimbo dzenyika yamambo? Zvino chikumbiro chako ndechei? Uchapiwa. Chichemo chako ndechei? Uchachiitirwawo.”

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

12 Ipapo mambo akati kuna vahosi Esiteri, “VaJudha vauraya nokuparadza paShusha nhare yamambo, varume vana mazana mashanu, navanakomana vane gumi vaHamani; ndoda zvavakaita kuna mamwe mativi enyika yamambo! Zvino Chiiko chaunonyengetera? Uchazvipiwa. Kana chiiko chaunokumbira zvino? Zvichaitwa.”

Viz kapitola kopírovat




Estere 9:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy