Estere 9:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 iʋo ʋanakomana ʋanegumi ʋaHamani mŋanakomana waHamedata, muʋeŋgi waʋaJuda, ʋakaʋaʋuraya ʋo; asi haʋana‐kupambara nhumbi dzaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 ivo vanakomana vane gumi vaHamani mwanakomana waHamedhata, muvengi wavaJudha, vakavaurayawo; asi havana kupambara nhumbi dzavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 navanakomana gumi vaHamani mwana waHamudhata, muvengi wavaJudha, asi havana chavakapamba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 navanakomana gumi vaHamani mwana waHamudhata, muvengi wavaJudha, asi havana chavakapamba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 vanakomana gumi vaHamani, mwanakomana waHamedhata, muvengi wavaJudha. Asi havana kubata zvakapambwa. Viz kapitolaShona BIBLE10 ivo vanakomana vane gumi vaHamani mwanakomana waHamedhata, muvengi wavaJudha, vakavaurayawo; asi havana kupambara nhumbi dzavo. Viz kapitola |