Estere 8:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino imi ʋo cinyorerai ʋaJuda, seɀamunoɗa, nezita ramambo, muɀisimbise necindori camambo; nokuti rugwaro rwakanyorwa nezita ramambo, rukasimbiswa necindori camambo, haruŋgashandurwi nomunhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino imiwo chinyorerai vaJudha, sezvamunoda, nezita ramambo, muzvisimbise nechindori chamambo; nokuti rugwaro rwakanyorwa nezita ramambo, rukasimbiswa nechindori chamambo, harungashandurwi nomunhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvino imi mochinyora zvamunoda nezvevaJudha muzita ramambo mugozvidhinda neringi ramambo rechidhindo nokuti chirevo chinenge chanyorwa muzita ramambo uye chikadhindwa neringi ramambo rechidhindo, hachisandurwi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zvino imi mochinyora zvamunoda nezvevaJudha muzita ramambo mugozvidhinda neringi ramambo rechidhindo nokuti chirevo chinenge chanyorwa muzita ramambo uye chikadhindwa neringi ramambo rechidhindo, hachisandurwi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Zvino chinyorai chimwe chirevo muzita ramambo sezvamunoona zvakakunakirai mugochisimbisa nemhete yamambo, nokuti hakuna gwaro rakanyorwa muzita ramambo rikasimbiswa nemhete yake ringashandurwa.” Viz kapitolaShona BIBLE8 Zvino imiwo chinyorerai vaJudha, sezvamunoda, nezita ramambo, muzvisimbise nechindori chamambo; nokuti rugwaro rwakanyorwa nezita ramambo, rukasimbiswa nechindori chamambo, harungashandurwi nomunhu.” Viz kapitola |