Online Bible

- Reklamy -




Estere 8:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ipapo mambo Ahashveroshi akati kunaʋahosi Estere naMordekai muJuda: Tarirai ndapa Estere imba yaHamani, asi iye ʋakamusuŋgirira pamatanda, nokuti wakaɗa kuʋuraya ʋaJuda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Ipapo mambo Ahashivheroshi akati kuna vahosi Esiteri naModhekai muJudha, “Tarirai ndapa Esiteri imba yaHamani, asi iye vakamusungirira pamatanda, nokuti akada kuuraya vaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Mambo Ahasuerusi akati kuna vahosi Esita naModhekai muJudha, “Chionai kuti ndakapa Esita imba yaHamani, akasungirira Hamani pamutandarikwa pamusana pokuti aida kuzouraya vaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Mambo Ahasuerusi akati kuna vahosi Esita naModhekai muJudha, “Chionai kuti ndakapa Esita imba yaHamani, akasungirira Hamani pamutandarikwa pamusana pokuti aida kuzouraya vaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Ipapo Mambo Zekisesi akapindura vaHosi Esteri naModhekai muJudha achiti, “Nokuti Hamani akarwisa vaJudha, ndapa imba yake kuna Esteri, uye ivo vamuturika padanda.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

7 Ipapo mambo Ahasuerusi akati kuna vahosi Esiteri naModhekai muJudha, “Tarirai ndapa Esiteri imba yaHamani, asi iye vakamusungirira pamatanda, nokuti akada kuuraya vaJudha.

Viz kapitola kopírovat




Estere 8:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy