Online Bible

- Reklamy -




Estere 8:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Mambo akatendera paŋwadi idzo ʋaJuda paguta rimŋe nerimŋe kuʋuŋgana, nokurwira ʋupenyu bgaʋo, ʋaparadze, ʋaʋuraye, ʋapedze simba rose raʋanhu neramatiʋi enyika kana ʋaiɗa kuʋaʋamba iʋo naʋanana ʋaʋo naʋakadzi ʋaʋo, ʋuye ʋatore nhumbi dzaʋo ʋadzipambare,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Mambo akatendera pan’wadhi idzo vaJudha paguta rimwe nerimwe kuungana, nokurwira upenyu hwavo, vaparadze, vauraye, vapedze simba rose ravanhu neramativi enyika kana vaida kuvavamba ivo navana vavo navakadzi vavo, uye vatore nhumbi dzavo vadzipambare,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Netsamba idzi, mambo akabvumidza vaJudha vomuguta rimwe nerimwe kuunganidzana kuti vazozvidzivirira upenyu; uye kuti vaparadze nokutouraya chaiko nokutsakatisa hondo ipi neipi zvayo yavanhu inenge iine zvombo zvehondo, kana nyika inenge yafunga zvokurwisa ivo navana vavo navakadzi vavo, kana kuzopamba zvinhu zvavo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Netsamba idzi, mambo akabvumidza vaJudha vomuguta rimwe nerimwe kuunganidzana kuti vazozvidzivirira upenyu; uye kuti vaparadze nokutouraya chaiko nokutsakatisa hondo ipi neipi zvayo yavanhu inenge iine zvombo zvehondo, kana nyika inenge yafunga zvokurwisa ivo navana vavo navakadzi vavo, kana kuzopamba zvinhu zvavo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Chirevo chamambo chakapa vaJudha vaiva muguta rimwe nerimwe mvumo yokuungana nokuzvidzivirira; kuuraya nokuparadza zvachose varwi vapi zvavo vakapakata zvombo, vorudzi rupi norupi, kana nyika ipi yaigona kuzovarwisa ivo navakadzi vavo navana vavo; uye kupamba midziyo yavavengi vavo.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

11 Mambo akatendera patsamba idzo vaJudha paguta rimwe nerimwe kuungana, nokurwira upenyu hwavo, vaparadze, vauraye, vapedze simba rose ravanhu neramativi enyika kana vaida kuvavamba ivo navana vavo navakadzi vavo, uye vatore nhumbi dzavo vadzipambare,

Viz kapitola kopírovat




Estere 8:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy