Estere 6:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino Hamani akatora ŋguʋo nebiza, akafukidza Mordekai, akamufambisa panzira dzomuguta akataȿa biza, akaɗanidzira pamberi pake, aciti: Ndiɀo ɀicaitirwa munhu uyo mambo waanoɗa kukudza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino Hamani akatora nguo nebhiza, akafukidza Modhekai, akamufambisa panzira dzomuguta akatasva bhiza, akadanidzira pamberi pake, achiti, “Ndizvo zvichaitirwa munhu uyo mambo waanoda kukudza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Saizvozvo Hamani akatora hanzu dzacho nebhiza racho akashongedza Modhekai akamufambisa napamusika weguta ari pabhiza, Hamani achidaidzira achiti, “Izvi ndozvinoitwa namambo kumunhu waanenge ada kuremekedza!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Saizvozvo Hamani akatora hanzu dzacho nebhiza racho akashongedza Modhekai akamufambisa napamusika weguta ari pabhiza, Hamani achidaidzira achiti, “Izvi ndozvinoitwa namambo kumunhu waanenge ada kuremekedza!” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Saka Hamani akatora nguo nebhiza, akapfekedza Modhekai, uye akamutungamirira ari pamusoro pebhiza napakati pemigwagwa yeguta, achidanidzira pamberi pake achiti, “Izvi ndizvo zvinoitwa namambo kumunhu waanofarira kukudza!” Viz kapitolaShona BIBLE11 Zvino Hamani akatora nguo nebhiza, akafukidza Modhekai, akamufambisa panzira dzomuguta akatasva bhiza, akadanidzira pamberi pake, achiti, “Ndizvo zvichaitirwa munhu uyo mambo waanoda kukudza.” Viz kapitola |