Estere 5:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Hamani akaʋarondedzera kubginya kwefuma yake, nokuwanda kwaʋana ʋake, namakudzirwe aakaitwa namambo, namapfuʋudzirwe ake aʋe mukuru kumacinda naʋaranda ʋose ʋamambo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Hamani akavarondedzera kubwinya kwepfuma yake, nokuwanda kwavana vake, namakudzirwo aakaitwa namambo, namapfuudzirwo ake ave mukuru kumachinda navaranda vose vamambo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Hamani akavazuwira nezvembiri yokupfuma kwake nokuwanda kwakanga kwaita vana vake nezvose zvokusumidzirwa pachigaro chepamusoro nechiremera chaakanga apiwa namambo nokuvakwidziridza kwaakanga avaita pamusoro pemachinda namakurukota amambo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Hamani akavazuwira nezvembiri yokupfuma kwake nokuwanda kwakanga kwaita vana vake nezvose zvokusumidzirwa pachigaro chepamusoro nechiremera chaakanga apiwa namambo nokuvakwidziridza kwaakanga avaita pamusoro pemachinda namakurukota amambo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Hamani akavarondedzera nezvepfuma yake zhinji, zvokuwanda kwavanakomana vake, uye nenzira dzose dzaakaremekedzwa nadzo namambo nokuti akakwidziridzwa sei pamusoro pamamwe makurukota navabati. Viz kapitolaShona BIBLE11 Hamani akavarondedzera kubwinya kwepfuma yake, nokuwanda kwavana vake, namakudzirwo aakaitwa namambo, namapfuudzirwo ake ave mukuru kumachinda navaranda vose vamambo. Viz kapitola |