Estere 3:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Asi wakashoʋora kuʋuraya Mordekai oga, nokuti ʋakaŋga ʋamuziʋisa rudzi rwaMordekai; naiɀoɀo Hamani akatȿaka kuparadza ʋaJuda ʋose ʋakaŋga ʋari paʋushe bgose bgaAhashveroshi, irwo rudzi rwaMordekai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Asi akashora kuuraya Modhekai oga, nokuti vakanga vamuzivisa rudzi rwaModhekai; naizvozvo Hamani akatsvaka kuparadza vaJudha vose vakanga vari paushe hwose hwaAhashivheroshi, irwo rudzi rwaModhekai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Akaona chiri chinhu chisina maturo kungoranga Modhekai chete, naizvozvo sezvo akanga audzwa kuti rudzi rwaModhekai nderwechiJudha, akafunga zvokuparadza maJudha ose, vanhu vokwaModhekai wacho munyika dzose dzoumambo hwaAhasuerusi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Akaona chiri chinhu chisina maturo kungoranga Modhekai chete, naizvozvo sezvo akanga audzwa kuti rudzi rwaModhekai nderwechiJudha, akafunga zvokuparadza maJudha ose, vanhu vokwaModhekai wacho munyika dzose dzoumambo hwaAhasuerusi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi paakanzwa kuti vanhu vaModhekai vaiva vapi akafunga zvokusauraya Modhekai chete. Panzvimbo yokuita izvi, Hamani akatsvaka nzira yokuuraya vanhu vose vaModhekai, vaJudha vose vaiva muumambo hwaZekisesi. Viz kapitolaShona BIBLE6 Asi akashora kuuraya Modhekai oga, nokuti vakanga vamuzivisa rudzi rwaModhekai; naizvozvo Hamani akatsvaka kuparadza vaJudha vose vakanga vari paushe hwose hwaAhasuerusi, irwo rudzi rwaModhekai. Viz kapitola |