Estere 3:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino ʋaranda ʋose ʋamambo ʋakaŋga ʋari pasuʋo ramambo ʋakakotama nokufugamira Hamani; nokuti mambo wakaŋga araira saiɀoɀo pamsoro pake. Asi Mordekai haana‐kukotama kana kumufugamira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Zvino varanda vose vamambo vakanga vari pasuo ramambo vakakotama nokupfugamira Hamani; nokuti mambo akanga araira saizvozvo pamusoro pake. Asi Modhekai haana kukotama kana kumupfugamira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zvino makurukota ose amambo akanga ari epasuo guru rokwamambo vaikotama vachiremekedza Hamani nokuti ndozvakanga zvatemwa namambo nezvake. Asi Modhekai haaipfugama achimugwadamira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Zvino makurukota ose amambo akanga ari epasuo guru rokwamambo vaikotama vachiremekedza Hamani nokuti ndozvakanga zvatemwa namambo nezvake. Asi Modhekai haaipfugama achimugwadamira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Vabati vose vomuumambo vaimira pamusuo vakamupfugamira vakapa rukudzo kuna Hamani, nokuti mambo akanga arayira kuti aitirwe izvi. Asi Modhekai akanga asingamupfugamiri kana kumukudza. Viz kapitolaShona BIBLE2 Zvino varanda vose vamambo vakanga vari pasuwo ramambo vakakotama nokupfugamira Hamani; nokuti mambo akanga araira saizvozvo pamusoro pake. Asi Modhekai haana kukotama kana kumupfugamira. Viz kapitola |