Estere 2:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Estere wakaŋga acigere kuʋaziʋisa hama dzake kana rudzi rwake, seɀaakarairwa naMordekai; nokuti Estere wakaterera murairo waMordekai, seɀaaisiita acarerwa naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Esiteri akanga achigere kuvazivisa hama dzake kana rudzi rwake, sezvaakarairwa naModhekai; nokuti Esiteri akateerera murayiro waModhekai, sezvaaisiita acharerwa naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Izvozvo Esita akanga asati ambotaurira vanhu rudzi rwake kana kuti hama dzake ndavanaani sokurayirwa kwaakaitwa naModhekai. Zvaivapo ndezvokuti, Esita uyu aizoteerera Modhekai sezvaaingoita pavaimurera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Izvozvo Esita akanga asati ambotaurira vanhu rudzi rwake kana kuti hama dzake ndavanaani sokurayirwa kwaakaitwa naModhekai. Zvaivapo ndezvokuti, Esita uyu aizoteerera Modhekai sezvaaingoita pavaimurera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Asi Esteri akanga avanza nhoroondo yemhuri yake norudzi rwake sezvaakanga audzwa naModhekai, nokuti akaramba achitevera kurayira kwaModhekai nezvaaisiita acharerwa naye. Viz kapitolaShona BIBLE20 Esiteri akanga achigere kuvazivisa hama dzake kana rudzi rwake, sezvaakarairwa naModhekai; nokuti Esiteri akateerera murairo waModhekai, sezvaaisiita acharerwa naye. Viz kapitola |