Estere 2:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mambo akaɗa Estere kupfuʋura ʋamŋe ʋakadzi ʋose, akanzwirwa tsitsi noʋunyoro naye kupfuʋura dzimŋe mhandara dzose; naiɀoɀo akaisa korona yoʋuhosi pamusoro wake, akamuita ʋahosi panɀimbo yaVashti. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Mambo akada Esiteri kupfuura vamwe vakadzi vose, akanzwira tsitsi nounyoro naye kupfuura dzimwe mhandara dzose; naizvozvo akaisa korona youhosi pamusoro wake, akamuita vahosi panzvimbo yaVashiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 mambo akada Esita kupinda vakadzi vose. Akatorwa mwoyo naye akamufarira kupinda dzimwe mhandara dzose. Nokudaro akamudzika mumusoro ndaza youmambo akabva amuita vahosi vamambo panzvimbo yaVhashiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 mambo akada Esita kupinda vakadzi vose. Akatorwa mwoyo naye akamufarira kupinda dzimwe mhandara dzose. Nokudaro akamudzika mumusoro ndaza youmambo akabva amuita vahosi vamambo panzvimbo yaVhashiti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Zvino mambo akayevedzwa naEsteri kupfuura ani naani zvake wavamwe vakadzi, uye akawana nyasha kwaari akagamuchirwa kupfuura ani zvake pakati pedzimwe mhandara. Saka akagadza korona youmambo pamusoro wake akamuita vahosi panzvimbo yaVhashiti. Viz kapitolaShona BIBLE17 Mambo akada Esiteri kupfuura vamwe vakadzi vose, akanzwira tsitsi nounyoro naye kupfuura dzimwe mhandara dzose; naizvozvo akaisa korona youhosi pamusoro wake, akamuita vahosi panzvimbo yaVashiti. Viz kapitola |