Online Bible

- Reklamy -

Estere 2:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Waienda maɗekwana, ndokudzokera maŋgwana kuimba yecipiri yaʋakadzi, paaiceŋgetwa naShaashgazi, muranda wamambo, waiceŋgeta ʋaroŋgo; haazaipinda ɀe kunamambo, asi kana aciŋge afarirwa namambo, akaɗanwa nezita rake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Aienda madekwana, ndokudzokera mangwana kuimba yechipiri yavakadzi, paaichengetwa naShaashigazi, muranda wamambo, aichengeta varongo; haazaipindazve kuna mambo, asi kana achinge afarirwa namambo, akadanwa nezita rake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Aiendako manheru, mangwana mangwanani aizodzoka osvikira mumba yechipiri yavanhukadzi ova mumaoko aShaashigazi mumwe muyuniki wamambo aiva nebasa rokuona nezvevarongo vamambo. Akanga asingazobvumidzwazve kupinda muna mambo asi kutoti mambo atofadzwa zvake naye uye atoita zvokudaidzwa nezita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Ava manheru aipota achiendako uye mangwanani achidzokera kune rimwe kamuri raigara vanhukadzi kwaichengetwa naShaashigazi, muranda wamambo aiva muchengeti wavarongo. Aisadzokerazve kuna mambo kunze kwokunge mambo afadzwa naye akamudaidza nezita.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

14 Aienda madekwana, ndokudzokera mangwana kuimba yechipiri yavakadzi, paaichengetwa naShaashigazi, muranda wamambo, aichengeta varongo; haazaipindazve kuna mambo, asi kana achinge afarirwa namambo, akadanwa nezita rake.

Viz kapitola kopírovat

Estere 2:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy