Estere 1:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋakapiwa ɀokunwa mumikombe yendarama, (asi mikombe yakaŋga isinakufanana), newaini yamambo zhinji, mambo asiŋgaʋanyimi napaɗuku. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Vakapiwa zvokunwa mumikombe yendarama, (asi mikombe yakanga isina kufanana), newaini yamambo zhinji, mambo asingavanyimi napaduku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zvokunwa izvi zvaiperekerwa mumahambarara endarama namamwewo mahambarara emhando nemhando. Waini yokwamambo yaiitwa zvokutopa negombe kwazvo sokuwandawo kwewaini yokwamambo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Zvokunwa izvi zvaiperekerwa mumahambarara endarama namamwewo mahambarara emhando nemhando. Waini yokwamambo yaiitwa zvokutopa negombe kwazvo sokuwandawo kwewaini yokwamambo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Waini yaipiwa vanhu mumidziyo yegoridhe, yakasiyana-siyana, uye waini yamambo yakanga yakawanda, samambo, asingavanyimi napaduku. Viz kapitolaShona BIBLE7 Vakapiwa zvokunwa mumikombe yendarama, (asi mikombe yakanga isina kufanana), newaini yamambo zhinji, mambo asingavanyimi napaduku. Viz kapitola |