Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 9:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Miti yorucinda nebari ɀikarobga, nokuti bari yakaŋga yatumbuka, nemiti yorucinda yakaŋga yaʋa namaruʋa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Miti yoruchinda nebhari zvikarohwa, nokuti bhari yakanga yatumbuka, nemiti yoruchinda yakanga yava namaruva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Minda yebhari yakanga yatumbuka, nemindawo yekamuti kanosvuurwa shinda yefurakisi yakanga yava namaruva, zvose zvakaparadzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Minda yebhari yakanga yatumbuka, nemindawo yekamuti kanosvuurwa shinda yefurakisi yakanga yava namaruva, zvose zvakaparadzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 (Miti yeshinda nebhari zvakanga zvaparadzwa, sezvo bhari rakanga rava nehura uye miti yava namaruva.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 9:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy