Eksodo 9:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Cimvuramabge cikaʋa’po, nomŋoto wakaveŋgana necimvuramabge, cikanyanya kwaɀo, cisina‐kumboʋa’po panyika yose yeEgipita, kubva pakutaŋga kworudzi ipapo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Chimvuramabwe chikavapo, nomoto wakavengana nechimvuramabwe, chikanyanya kwazvo, chisina kumbovapo panyika yose yeIjipiti, kubva pakutanga kworudzi ipapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Kwakaita chivhuramahwe ipapo, mheni ichingovaima mukati mechivhuramahwe imomo, chivhuramahwe chakawanda kwazvo, chisati chambonaya kudaro munyika yose yeIjipiti kubvira payakavamba kuva norudzi rwaigaramo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Kwakaita chivhuramahwe ipapo, mheni ichingovaima mukati mechivhuramahwe imomo, chivhuramahwe chakawanda kwazvo, chisati chambonaya kudaro munyika yose yeIjipiti kubvira payakavamba kuva norudzi rwaigaramo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 chimvuramabwe chakawa uye mheni yakapenya mberi neshure. Ndiro rakava dutu rakaipisisa kwazvo munyika yose yeIjipiti, kubva panguva yavakatanga kuva rudzi. Viz kapitola |