Eksodo 8:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Asi Farao wakawomesa mŋoyo wake neŋguʋa iyo ʋo, akasatendera ʋanhu kuenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Asi Farao akaomesa mwoyo wake nenguva iyowo, akasatendera vanhu kuenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Kunyange ipapa, Farao akaomesa mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vaende. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Kunyange ipapa, Farao akaomesa mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vaende. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Asi panguva inozve, Faro akaomesa mwoyo wake uye akaramba kutendera vanhu kuti vaende. Viz kapitola |