Eksodo 8:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋakaaʋuŋganidza, ʋakaaita mirwi, nyika ikanhuwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Vakaaunganidza, vakaaita mirwi, nyika ikanhuwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 VaIjipiti vakaaunganidza vachiita matutu matutu, nyika ikati kutu kunhuhwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 VaIjipiti vakaaunganidza vachiita matutu matutu, nyika ikati kutu kunhuhwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Akaunganidzwa akaita mirwi uye nyika yakanhuhwa nokuda kwawo. Viz kapitola |