Eksodo 8:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Mataca acabva kwamuri, nomudzimba dzenyu, nokuʋaranda ʋenyu, nokuʋanhu ʋenyu; acasara murwizi ɓedzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Matatya achabva kwamuri, nomudzimba dzenyu, nokuvaranda venyu, nokuvanhu venyu; achasara murwizi bedzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Matafi achabviswa kwamuri. Achabviswa mudzimba dzenyu, nedzamachinda enyu nedzavanhu venyu. Achangosara muna Nairi chete.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Matafi achabviswa kwamuri. Achabviswa mudzimba dzenyu, nedzamachinda enyu nedzavanhu venyu. Achangosara muna Nairi chete.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Matatya achabva kwamuri nomudzimba dzenyu, kumachinda enyu nokuvanhu venyu; achasara muna Nairi chete.” Viz kapitola |