Eksodo 7:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 ƲaEgipita ʋacaziʋa kuti ndini Jehova, kana ndicitambanudza ruʋoko rwaŋgu pamsoro peEgipita, ndicibvisa ʋana ʋaIsraeri pakati paʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 VaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndichitambanudza ruoko rwangu pamusoro peIjipiti, ndichibvisa vana vaIsiraeri pakati pavo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pandinorova Ijipiti ndichibvisa vaIsiraeri pakati pavo, vaIjipiti ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Pandinorova Ijipiti ndichibvisa vaIsiraeri pakati pavo, vaIjipiti ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Uye vaIjipita vachaziva kuti ndini Jehovha pandichatambanudza ruoko rwangu pamusoro peIjipiti uye ndichabudisa vaIsraeri kubva mairi.” Viz kapitola |