Eksodo 6:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ndakanzwa kugomba kwaʋana ʋaIsraeri ʋakasuŋgwa naʋaEgipita paʋuranda, ndikaraŋgarira suŋgano yaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Ndakanzwa kugomba kwavana vaIsiraeri vakasungwa navaIjipiti pauranda, ndikarangarira sungano yangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ndanzwawo kudandaura nenhamo kuri kuita vaIsiraeri vari kuitiswa uranda navaIjipiti ndokubva ndarangarira chitenderano changu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ndanzwawo kudandaura nenhamo kuri kuita vaIsiraeri vari kuitiswa uranda navaIjipiti ndokubva ndarangarira chitenderano changu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Pamusoro paizvozvo, ndanzwa kugomera kwavaIsraeri, vakabatwa muutapwa navaIjipita, uye ndarangarira sungano yangu. Viz kapitola |