Eksodo 6:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ʋanakomana ʋaSimeoni ʋaiʋa Jemueri, naJamini, naOhadi, naJakini, naZohari, naShauri, mŋanakomana womukadzi muKanani; ndiʋo ʋedzimba dzaSimeoni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Vanakomana vaSimeoni vaiva Jemueri, naJamini, naOhadhi, naJakini, naZohari, naShauri, mwanakomana womukadzi muKenani; ndivo vedzimba dzaSimeoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vanakomana vaSimeoni ndiJemueri naJamini naOhadhi naJakini naZohari naShauro mwanakomana womudzimai wake wechiKanani. Ndivo madzitateguru omudzinza rokwaSimeoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vanakomana vaSimeoni ndiJemueri naJamini naOhadhi naJakini naZohari naShauro mwanakomana womudzimai wake wechiKanani. Ndivo madzitateguru omudzinza rokwaSimeoni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Vanakomana vaSimeoni vaiva Jemueri, Jamini, Ohadhi, Jakini, Zohari naShauri mwanakomana womukadzi muKenani. Idzi ndidzo dzaiva dzimba dzaSimeoni. Viz kapitola |