Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 6:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ndiyo misoro yedzimba dzamadziɓaɓa aʋo: Ʋanakomana ʋaRubeni, ɗaŋgwe raIsraeri, ʋaiʋa Hanoki, naParu, naHezroni, naKarmi; ndiʋo ʋedzimba dzaRubeni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Ndiyo misoro yedzimba dzamadzibaba avo: Vanakomana vaRubheni, dangwe raIsiraeri, vaiva Hanoki, naParu, naHezironi, naKarimi; ndivo vedzimba dzaRubheni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ava ndivo vakuru vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, vanakomana vaRubheni dangwe raJakobho ndiHanoki naParu naHezironi naKarimi. Iwaya ndiwo madzitateguru omudzinza rokwaRubheni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Ava ndivo vakuru vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, vanakomana vaRubheni dangwe raJakobho ndiHanoki naParu naHezironi naKarimi. Iwaya ndiwo madzitateguru omudzinza rokwaRubheni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Ava ndivo vaiva vakuru vemhuri dzavo: Vanakomana vaRubheni mwanakomana wedangwe waIsraeri vaiva Hanoki naParu, Hezironi naKami. Idzi ndidzo dzakanga dziri dzimba dzaRubheni.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 6:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy