Eksodo 5:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Endai mumene mundoɀitorera ʋuswa pamuŋgaʋuwana, nokuti ɓasa renyu haritapudzwi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Endai mega mundozvitorera uswa pamungauwana, nokuti basa renyu haritapudzwi.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Endai mundozvitsvakira moga chero kupi zvako kwamungaawanire. Asi mugwazo wenyu uchangoramba wakadaro.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Endai mundozvitsvakira moga chero kupi zvako kwamungaawanire. Asi mugwazo wenyu uchangoramba wakadaro.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Endai mundozvitsvakira uswa kana kupi zvako kwamungahuwana, asi basa renyu haritapudzwi kana napaduku.’ ” Viz kapitola |