Eksodo 40:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 akapisira’po ɀinonhuwira ɀemiti yakanaka, seɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 akapisirapo zvinonhuwira zvemiti yakanaka, sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 ndokupisa rusenzi runonhuhwira pairi sokuudzwa kwaakanga aitwa naTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 ndokupisa rusenzi runonhuhwira pairi sokuudzwa kwaakanga aitwa naTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 uye akapisa zvinonhuhwira pairi, sokurayirwa kwaakaitwa naJehovha. Viz kapitola |